Kambwa kaitaura

Paiva nemumwe muchinda aifamba achienda kubhawa. Akaona imbwa yakaonda akati, “Kambwa aka kakaonda.” Kambwa kaya kakamuti, “Zvinorovesa izvozvo.” Akashamiswa kuti imbwa inotaura. Akaenderera mberi nerwendo…